Chinyamunhari

Kubva Wikipedia

Chinyamunhari, chikaka kana chinyamundarira (Cramp) zvinoreva apo mhasuru dzinosunga dzichirwadza zvikurusei mushure mokunge munhu amhanya. Chinyamunhari chinoitika chiriporipotyo uye chinowanzopera choga mushere munguva pfupi yamasekonzi, mamineti kana awa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Waalii vanoti naari (v. protract - draw out or lengthen; extend the duration of; prolong; procrastinate; delay; hinder; slow; tarry) kureva kurebesa.