Kudzana
Jump to navigation
Jump to search
Kudzana kana kuzvina (dancing) zvinoreva kutamba munhu achitevedza rwiyo kana mimhanzi iri kurira. Kune mhando zhinji dzokudzana, dzechinyakare nedzechimanje-manje. Kudzana kwakare kunosanganisira: mbende; muchongoyo; jiti.
- Kuzvina (to dance) zvinoreva kudzana zvichitaurwa kuChiNdau. Mutauro weChiChewa unoti kuvhina.
- Kupembera, kubundukuta kana kubvukura (to dance for joy) zvichireva kutambirira nemufaro.
Mhando dzeKudzana[chinja | edit source]
- Bemha, dandi, muduni, musasavari (dancing for payment) zvichireva munhu anodzana kuti apihwe mari. Zvichida zita rokuti Tandi rinobva pazwi rinoti dandi??
Tsumo[chinja | edit source]
Ane benzi ndiye ane rake, kudzana unopururudza.
- Psalm 149:3, Ngavakudze zina rake ngokuzvina: Let them praise his name with dancing. (kubva muBhaibheri reChiNdau.