Muviri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muviri (body) zvinoreva bumburu rinobatanidza nhengo dzose dzakaumba munhu zvichibva kumusoro kusvika kutsoka nezvose zviri pakati nemukati. Toti musikana uyo ane muviri wakakobvuka kana mukomana uyo ane muviri wakateteka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMakhuwa vanoti irutu (body) kureva muviri. VaHerero vanoti oru-tu (n. Body) kureva muviri.
  • VaGiryama vanoti mwiri (body) kureva muviri. VaWabo vanoti maningo (n. body) kureva muviri.
  • VaKongo vanoti ta kana to (n. the body, trunk, part or portion of the body, a limb, member, joint of meat) kureva muviri.
  • VaNgala vanoti nzoto (n. body) kureva muviri. VaYao vanoti chilu (n. body) kureva muviri.
  • VaNyungwe vanoti thupi kana mathupi (body) kureva muviri. Mang'anja vanoti tupi (the body; one's person; one's body - hence one's self; and figuratively, kind, body of grain).
  • MaZulu vanoti umzimba (boy; Build, bodily appearance; skin-texture). Mamwe mazwi: ubuzimba (Normal, healthy physical condition).