Svetuka kuchirochemo

Purazi

Kubva Wikipedia

Purazi (farm) kureva nzvimbo yakakura inoita bhizinesi rekurima nekupfuya mhuka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti ilipulazi kana amapulazi Afrikaans inoti plaas kureva purazi.
  • Zigula inoti kutanga (to, at, on a farm) kureva purazi. Sokuti: Kuno ni kutanga: This is a farm.