Bor

Kubva Wikipedia

Bor kana Belanda Bor mutauro unowanikwa kuSouth Sudan. Bor uri muboka reMitauro yeLuo.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bor inoti adi (truth, true) kureva idi. Mamwe mazwi: adiga (n. reality).
  • Bor inoti ananas (n. pineapple) kureva chinanazi. Mamwe mazwi: aŋwɛn (num. four) kureva ina.
  • Bor inoti ba (adv. not, no) kureva kwete. Fananidzai nevara rokuti ba rinotaurwa neChiManyika?
  • Bor inoti bur (n. hole) kureva buri. Mamwe mazwi: ceŋ (n. sun, day) kureva zuva.
  • Bor inoti cɛr (adj. real, actual). Giryama inoti jeri (truth, genuine) vachireva chokwadi.
  • Bor inoti ꞌdaar v.t defeat, surpass) kureva kukunda. Fananidzai nokuti kudarika?
  • Bor inoti funji (n. teaching, lesson) kureva chidzidzo. Fananidzai nokuti kufunda?
  • Bor inoti gaam (v.t catch something in the air) kureva kugamha. Mamwe mazwi:
  • Bor inoti ganga (n. ostrich) kureva mhou. Shona ine shiri inonzi hanga?
  • Bor inoti kinyɔrɔ (adv. 1. slowly, 2. adj. slow). Fananidzai nokuti zvinyoronyoro?
  • Bor inoti kiti (n. seat, chair) kureva chigaro. Swahili inoti kiti (chair, seat, stool) kureva chigaro.
  • Bor inoti bur (n. tribe?). Fananidzai nokuti mhuri?
  • Bor inoti nyobo (mod. lazy, laziness) kureva nyope.
  • Bor inoti jaar (v.i be straight, right correct) - fananidzai nokuti kudyara. Mamwe mazwi: njar (n. straight).
  • Bor inoti tuŋ (n. horn of animal) kureva nyanga yemhuka. Fananidzai nokuti kutunga?

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bor inoti dungo (n. basket) kureva bhasiketi. Mamwe mazwi: guk (n. dog) kureva imbwa.
  • Bor inoti kwer (n. hoe) kureva badza. Mamwe mazwi: njengere (n. twig).
  • Bor inoti ga (big) kureva hombe. Mamwe mazwi: fi (n. water) kureva mvura Ga fi (n. ocean, big river).
  • Bor inoti nyi (small) kureva diki. Mamwe mazwi: lelo (n. stone). nyi lelo (n. pebble, gravel).
  • Bor inoti far (n. place) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: akim (doctor) kureva chiremba. Far akim (n. hospital).
  • Bor inoti di (prep. at, beside, in front of) kureva pa-. Mamwe mazwi: fi (n. water). Di fi (n. shore, bank).
  • Bor inoti fu (n. area) kureva nharaunda. Mamwe mazwi: Runga (Zande person). Fu Runga (Zande area).
  • Bor inoti mi (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: faci (house). Mi faci (n. wife).
  • Bor inoti u (prep. on) kureva pa-. Mamwe mazwi: kwot (n. house). Ukwot (n. root).
  • Bor inoti bar (n. stony area) inzvimbo ine matombo. Mamwe mazwi: banda (n. swamp) kureva matoro.
  • Bor inoti bey (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: bɔngɔ (n. bee hive) kureva mukoko.
  • Bor inoti cig (n. information) kureva mashoko. Fananidzai nokuti zviga?
  • Bor inoti cuung (v.t light, ignite) kureva kutungidza. Mamwe mazwi: cirɔ (n. needle) kureva tsono.
  • Bor inoti dawa (n. medicine) kureva mushonga.
  • Bor inoti doom (v.t begin, start something) kureva kuvamba. Mamwe mazwi: düfo (n. compound).
  • Bor inoti fuka (n. sheath, knife holder) kureva chihara. Mamwe mazwi: fundo (n. salty place).
  • Bor inoti fek (adj. heavy, pregnant). Mamwe mazwi: fɛɛt (v.t spread, scatter).
  • Bor inoti gura (n. chain) kureva cheni. Bor inoti nja (adj. tall, high, long) kureva refu.
  • Bor inoti ji (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: jur (n. 1. young woman 2. beauty).
  • Bor inoti kende (adv. alone, only) kureva badzi. Mamwe mazwi: koro (n. year) kureva gore.
  • Bor inoti kodi (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: kuc (n. right hand) kureva rudyi.
  • Bor inoti kulo (n. water collection place). Mamwe mazwi: kundi (n. millet).
  • Bor inoti mare (n. joke, miracle, amazing thing). Mamwe mazwi: lɛb (n. tongue) kureva rurimi.
  • Bor inoti mbur (adj. warm) kureva kudziya. Mamwe mazwi: mbuur (v.t. warm up something).
  • Bor inoti mbuu (adv. before). Mamwe mazwi: mumbata (n. bread) kureva chingwa.
  • Bor inoti ruku (adv. all) kureva ose. Mamwe mazwi: rut (adv. completely) kureva zvakaperera.
  • Bor inoti teng (n. rim, edge, border) kureva mucheto. Mamwe mazwi: tɛk (mod. strong).
  • Bor inoti kot (n. shield) kureva nhoo. Mamwe mazwi: ünjingi (n. marabu stork).
  • Bor inoti kot (n. type of something) kureva mhando. Mamwe mazwi: gwaar (v.t collect, fetch, take).
  • Bor inoti dunda (adj. many) kureva zhinji.

[1]

  1. https://www.webonary.org/belandabor/files/BelandaBorDictionaryJun15.pdf