Kutanga

From Wikipedia
(Redirected from Kuvamba)
Jump to navigation Jump to search

Kutanga kana kuvamba (to start) zvinoreva kuita chinhu patsva.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kuamba kana kuyamba (begin, start). VaYao vanoti kutanda (begin, start).
  • VaHerero vanoti uta (begin; found; invent; initiate; undertake; originate; commence anything).
  • VaGiryama vanoti ku-andza (neut. to begin). VaGiryama vanoti kwandza kana maandiko (beginning). Sokuti Ku-m-ogoha Bwana ndo maandiko ga ulachu - The fear of the Lord is the beginning of wisdom.
  • VaNyoro vanoti okubanza, -tandika kana -tandikire (to commence; begin). KuChiShona mukadzi wekutanga waShe anonzi banda.
  • VaKongo vanoti kubanda (to begin, to start, to commence) kureva kutanga. VaLingala vanoti kobanda kana bandama (v. begin) kureva kuvamba.