VaManyika

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChiManyika)

VaManyika madzinza evanhu vanotaura ChiManyika, ivo vachiwanikwa muProvince yeManicaland kuri kumabvazuva kweZimbabwe.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti manyika (to be known) kureva kuzivikanwa. Mamwe mazwi: kumanya (to know) kureva kuziva.
  • Zigula vanoti kumanyika (to be known; be understandable; to be knowable) kureva kuzivika.
  • Digo vanoti manya (to know) kureva kuziva. Sokuti Unammanya mutu hiyu? (Do you know this person?).
  • Digo vanoti manyikana (to be known) kureva kuzivikanwa. Mamwe mazwi: manyana (to know each other) vachireva kuzivana.
  • VaDigo vanoti dzimanyisa (to make oneself known; to identify oneself; to show oneself) kureva kuzvizivisa.
  • ChiFiji inoti vasu (n. sister's son) kureva muzaya mwana wehanzvadzi.