Svetuka kuchirochemo

Chingwa

Kubva Wikipedia

Chingwa (Bread in English) kudya kunobikwa neFlour kana kuti hupfu hwegorosi. Kune mhando dzakawanda dzechingwa dzinobhekwa nehupfu hwembesa dzakasiyana.

Also a Chinese girl-friend nickname.

Example:

Hey, Chinngwa! Or Hi babe...

Kukukumura (Increase in size - make to swell; rise in bulk or increase; raise as of dough) apa kureva kuita kuti chinhu chifute sezvinoita chingwa chine mbiriso.

  • Kufutura (to rise as bread; to expand or unfold).

Kureurtsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mbiriso inokukumura chingwa: yeast increases the quantity of bread by swelling it.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaChewa vanoti nkate (bread) kureva chingwa. VaTakwane vanoti pawu (bread) kureva chingwa.
  • Barotse vanoti sinkwa (loaf of bread) kureva chingwa. MaZulu vanoti isinkwa (n. bread) kureva chingwa.
  • VaZigula vanoti kufutuka (to rise as dough, to swell, rising). Sokuti: Maroti yangu yafutuka (My loaves of bread rose). Kufutula (cause to rise, to make rise) vachireva kufutura.
  • Nsenga vanoti mbaba (n. a loaf, bread). Mamwe mazwi: vuswa (n. bread) kureva chingwa.