Kugamha
Mataridziko
Kugamha (to catch something usually with the hands).
- Mazwi ari pedyo: kugamuchira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shilluk vanoti gam (v. 1. receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
- Shilluk vanoti gam (v. interrupt by speaking) kureva kugamha pakutaura. Sokuti: Rega ndikugamhe usati waenderera mberi.
- Dinka inoti kam (n. forearm; cubit) kureva ruwoko. Bor vanoti gaam ( v.t catch something in the air) kureva kugamha.
- Lubwisi vanoti kukuma (v. To touch).