Chihara

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Chihara chakashongedzwa nemabwe akakosha

Chihara (sheath, scabbard) zvinoreva chihomwe chinoshandiswa kuchengetera banga, bakatwa kana munondo; nguva zhinji chihara chinenge chakarukwa nedehwe uye chinosungirwa muchiuno kana munhu ari kufamba nechombo chacho.

Nokumwe kutaura chinonzi hara; zvakawanda zvonzi makara.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Makara, muhara, mahara.