Zhinji

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zhinji (much, many) zvinoreva kuwanda kwezvinhu zvingava zvinoverengeka kana zvisingaverengeke.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Vanhu vazhinji.
  • Kazhinji (many times, often).
  • Matombo mazhinji.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti wandu wajinji (many people) kureva vanhu vazhinji.
  • VaNyakyusa neVaDigo vanoti nyingi (many) kureva zhinji.
  • VaMambwe vanoti uwinji (abundance, plenty) kureva zhinji.
  • VaMambwe vanoti nyanya (in quantity, in great numbers) - zvichida vachireva kunyanya, zvakanyanya kana nyanye.