Svetuka kuchirochemo

Kudyara

Kubva Wikipedia

Kudyara (to plant crops) zvinoreva kufushira mbeu mamakomba kuti dzimere nokukura. Vanhu vanodyara mbeu zhinji munguva yezhizha.

  • Kupandira (to plough before the rains) zvinoreva kurima mvura isati yanaya.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Taabwa inoti kubyala (v. plant, sow) kudyara kana kusima.
  • Taabwa inoti kubyalila (v. sow for someone).
  • Taabwa inoti kupala (to sow by scattering the seed; broadcasting) kureva kukusha mbeu.
  • VaYao vanoti kupalila (to plant before the rainfalls) kureva kudyara mvura isati yanaya.
  • VaYao vanoti kupalila (to hoe the weeds in the garden) vachireva kusakura sora.