Pa-

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti pa (on, at) rinodudza kuti chinhu kana munhu ari kuwanikwa munzvimbo inodomwa mushure mokuti pa-.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ndaswera pamba nhasi nokuda kwemutemo wakatemwa nehurumende wakanangana nechirwere cheCOVID-19.
  • Ndakanganwa chikwama changu patafura, itai Chido andiunzire kuno kumusika.
  • Akagara pasi achizorora,

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Basotho vanoisa chivakamberi -ng mushure menzvimbo iri kunongedza pane chinhu kana munhu.
  • Basotho vanoti kerekeng (at/to/from church) vachireva paKereke.
  • Basotho vanoti tafoleng (on the table) vachireva patafura.
  • Basotho vanoti moreneng (the chief's place) vachireva kwaShe. Apa morena zvichireva Ishe.