Chinanazi

From Wikipedia
Chinanazi chizere uye chakachekwa.

Chinanazi kana nanazi (Pine Apple) muchero unotapira unorimwa mumunda zvikurusei kunyika dziri kuSouth America. Izwi rokuti chinanazi rinobva kuPortuguese inoti ananas.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Mudariro[chinja | edit source]