South Sudan

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Republic of South Sudan
Flag of South Sudan.svg Coat of arms of South Sudan.svg
National motto: Justice, Liberty, Prosperity
South Sudan hd (orthographic projection).svg

South Sudan inyika iri muAfrica. Nyika iyi yakaganhurana nenyika dzinoti: Ethiopia kumabvazuva, Sudan kumusoro; Central African Republic kumavirira; Democratic Republic of the Congo kumavirira echamhembe uye Uganda neKenya kuchamhembe.

South Sudan yakawana kuzvitonga mugore ra2011.