Svetuka kuchirochemo

Kudarika

Kubva Wikipedia

Kudarika zvinoreva kupfuura, kuyambuka, kupinda nepanhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti kudalika (step over, jump over; skip over) kureva kudarika. VaZigula vanoti dalisa (take over, cross over) zvichireva kudaritsa.
  • VaZigula vanoti dalikwa (be stepped over, be skipped over; be jumped over) zvichireva kudarikwa.
  • VaChewa vanoti kotalika (protractedly) kureva kudarika. Mamwe mazwi: kutalika (protraction; protract) vachireva kudarikidza.