Mubhedha

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
HK Four Seasons Hotel IMG 4918.JPG

Mubhedha (bed) zvinoreva mudziyo wakagadzirirwa kuti munhu ange achirara pamusoro pawo. mubhedha unogadzirwa uine hwaro hwesimbi kana mapuranga, pamusoro pawo paine nhovo yakagadzirwa yakapfava kuitira kuti kana munhu arara usadzamira.

Vamwe vatauri vanoti huriri kureva mubhedha.