Mwedzi
- Mwedzi yeGore (Month)
- Mwedzi muChadenga (Moon)
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- Baila vanoti mwezhi (n. a moon, month) kureva mwedzi. Zigula vanoti mwezi (n. a moon, month) kureva mwedzi.
- Baila vanoti kumweka (to shine - of a light) vachireva kuvheneka. Fananidzai nokuti mwedzi.
- Mang'anja vanoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, clarity, purity, holiness) kureva kuchena.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |