Njiri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Warthog, male, Serengeti.jpg

Njiri (warthog in English) imhuka yemusango iri mumhuri yenguruve. Mhuka iyi inozivikanwa nezvinyanga zvipfupi zviviri zviri pamuromo payo. Njiri haisiyo yatinoti nguruve yemusango; iripo imwe humba yakafanana zvanyanya nenguruve dzinopfuyiwa pamba.

Njiri inodya huswa; michero; mwakwati emiti; mazai nezvimwewo. Munguva yokunaya kwemvura njiri dzinodya zvisora zvipfupi zvirarama gore negore. Munguva yekutonhora mhuka idzi dzinodya midzi yemiti, nezvimabumbe zvinokura muvhu.

Profil 8.jpg