Kunwa

Kubva Wikipedia

Kunwa (to drink) zvinoreva kukwevera mukanwa mvura kana chime chinenge mvura - chingava mukaka, maheu, kana chimwewo chinwiwa.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti shakunwa (n. beverage) kureva chekunwa.
  • VaGungu vanoti kunywa (drink) zvichireva kunwa. VaDigo vanoti kunwa (drinking) vachireva kunwa.
  • VaGungu vanoti kunywa (absorb, take in liquid from surrounding space or surface) zvichireva kunwira.
  • Tiriki vanoti kung'wa (to drink) kureva kunwa. Gbeya vanoti no-a (v. to drink) kureva kunwa.
  • Venda inoti -kaswa (lap up as a dog when drinking) vachireva kukasva.