Jira
Jump to navigation
Jump to search
Jira (cloth in English) zvinoreva chiro chakarukwa nedonje kana dzimwe mhando dzeshinda. Machira anoshandiswa kusona hembe uye kugadzira zvimwe zvishongo zvnishandiswa mudzimba.
- Kupfumanidza kana kupfuma (make a seam). Mupfumanidzo (seam, noun).
- Dzindadzi kana madzindadzi (Piece of cloth no longer of any use) apa kureva chichira, jindadzi kana karenga.
- Rukangadza (linen) izwi reChiNdau rinotaura mhando yejira yarehwa kuEnglish.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- Izwi rokuti umwenda (cloth, clothing) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda.
- VaGiryama vanoti mufumo (seam) kureva musono.