ChiTonga

From Wikipedia
(Redirected from VaTonga)
Jump to navigation Jump to search

Chitonga (kana Tonga) mutauro unowanikwa munyika yeZambia neZimbabwe mudunhu rakagomba Rwizi Zambezi zvichibva paVictoria Falls kunosvika kuBatoka.

Mazwi Akafanana neShona[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kumita (conception) rinoreva kubata nhumbu.
  • Izwi rokuti mugwazo (Piece work) kureva mugwazo.
  • Tonga vanoti chenga (deceive, cheat) kureva kuchengedza.
  • Tonga vanoti tondeka (aim at; point at) kureva kutondeka.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • Tonga vanoti Nseke (embryo).
  • Tonga vanoti Maseke (corn grounds).
  • Tonga vanoti tumbuka kana zyala (to give birth) kureva kuzvara kana kutumbura.
  • Tonga vanoti zyana (dance) kureva kudzana.
  • Tonga vanoti kunsi (below, beneath) kureva kutsi.
  • Tonga vanoti kununganya (grafting).
  • Tonga vanoti kuswanganya (linking).
  • Tonga vanoti Inseke, nseke kana mbuto (seed) kureva mbeu..
  • Tonga vanoti bambana (Nurture).
  • Tonga vanoti cibaka (place) kureva nzvimbo.
  • Tonga vanoti kanini kana niini (little) kureva kadoko.
  • Tonga vanoti nongo (clay pot) kureva hari.
  • Tonga vanoti nyezi (adj. local).
  • Tonga vanoti kaungu (loneliness) kureva kusurukirwa.
  • Tonga vanoti panga kana lenga (to make) kureva kugadzira kana kusika.
  • Tonga vanoti mulombwana (man, male) kureva munhurume.
  • Tonga vanoti lukwato kana lukwatano (marriage) kureva wanano.
  • Tonga vanoti mukapa (milk) kureva mukaka.
  • Tonga vanoti cisi (nation, country, place) kureva nyika kana nzvimbo.
  • Tonga vanoti cibanda kana cibandu (plain) kureva mhene.
  • Tonga vanoti panga (plan) kureva kupanga mazano.
  • Tonga vanoti museke (Glans penis; tip of the penis).
  • Tonga vanoti pangana (plan with someone).
  • Tonga vanoti Makanze (plans) kureva zvirongwa.
  • Tonga vanoti mbale (plate) kureva ndiro.
  • Tonga vanoti Mwinza (pore).
  • Tonga vanoti bucete (poverty) kureva hurombo. VaLenje vanoti muchete (common people).
  • Tonga vanoti Lumba (praise) kureva kurumbidza.
  • Tonga vanoti komba (pray) kureva kunamata. Kombayi izita remhuri.
  • Tonga vanoti Cumayila (preach) kureva kushumira.
  • Tonga vanoti Cisanza (raised platform to store maize) kureva dara.
  • Tonga vanoti nhala (rake) kureva rheki.
  • Tonga vanoti jata musimbi (noun. rape) kureva kubata chibharo.
  • Tonga vanoti Sandula (reply) kureva kupindura.
  • Tonga vanoti Uulanga (responsibility) kureva rudairo.
  • Tonga vanoti mulonga (river) kureva rwizi.
  • Tonga vanoti bulonga (river system) kureva mutandira wenzizi.
  • Tonga vanoti Nsabata (Saturday) kureva sabata.
  • Tonga vanoti Munyoko (sibling).
  • Tonga vanoti Mulambi (sinew).
  • Tonga vanoti nyika (soak in water) kureva kunyika.
  • Tonga vanoti lubilo (speed). Nyaruviro izita remhuri.
  • Tonga vanoti Ciimo (Physique).
  • Tonga vanoti labila (order) kureva kurayira.
  • Tonga vanoti bunene (old age) kureva rukweguro kana hutana.
  • Tonga vanoti muzuba (nsima being cooked) kureva sadza rir kubikwa.
  • Tonga vanoti mbongolo (donkey) kureva mbongoro.
  • Tonga vanoti soka (do first).
  • Tonga vanoti citina (brick) kureva chidhinha.
  • Tonga vanoti yakulula (to rebuild) kureva kuvaka patsva.
  • Tonga vanoti yaka (build) kureva kuvaka.
  • Tonga vanoti yambukila (spread) kureva kutandira.
  • Tonga vanoti taanzi (first) kureva chimotsi.
  • Tonga vanoti kutala (across) kureva mhiri.
  • Tonga vanoti ndeke (aeroplane) kureva ndege.
  • Tonga vanoti makani (affairs, news) kureva nhau.
  • Tonga vanoti Masyikati (afternoon) kureva masikati.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

[1] [2]

  1. http://docshare04.docshare.tips/files/18945/189455420.pdf
  2. https://archive.org/details/tongagrammar00felluoft/page/n139