Kupindura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veLunyoro vanoti okuhindura (turn). Lunyoro inoisa h patinoisa p.
  • VaGungu vanoti kuhindula (v. turn out) vachireva kupindurudza.
  • MaZulu vanoti kuphenduka (1. Tum, turn over, turn back, turn round ; revolve) vachireva kupinduka. Muenzaniso: ukuphenduka kwesondo (the revolving of the wheel).
  • MaZulu vanoti kuphenduka (2. 2. Change, alter, get turned into something else) vachireva kushanduka. Sokuti: ukuphenduka kwezikhathi (the changing of the times).


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.