Kuda

Kubva Wikipedia

Kuda (kureva to love; loving) kana -da, zano re kuda inogona kuongororwa kubva kumaonero akawanda. Munhangande dzakasiyana dzepasirese kuda kunganzi kwakafanana ne unzwiro hwatinoti kupanga, kunogona kudzidzwa nesainzi nenzira ye ruambandanga kana ruambanzanga. Kuda kunogona ongororwa zve muupanganhundu se chirungwa chakakosha pakutsigira nekukurudzira nzanga dzeuchinyambiru dzakarongwa pazvidzidzo zve Ukoshoro (consumerism). Muimwe nzira kuda kunogona kufundwa se non-secular, hunzimu (spirituality), nzira ye umorali kana chinamato, senge Ubhudha, Ukristu, Uyisalama kana Ujudha.

Kuda kwakasiyana kunidha, asi Shona hayina izwi rinosiyanisa mashoko aya. Pakunyora vamwe vanoti chipangwa, kudinga kana kudisa se kuti "to need".

Shoko rokuti kuda rinowanzo shandiswawo zve pakumirira kudaka.

Zvimwe zvinyorwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko rekuti Kuda rinoshandiswa sezita zve, rinowanzowa zitamusere rezita rekuti Kudakwashe, uye rinoshandiswa wo pamazita ekuti Rudo, Chido uye Tadiwa kana Tadiwanashe.

Tarisai futi peki re:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]