Kugadzira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kugadzira (to make; to fabricate) zvinoreva Lusaka chinhu kubva pazvinhu zviripo, sokuti kugadzira rukukwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti panga (to make do; fabricate) rinotaurwa mururimi rweChewa.
  • Izwi rokuti upanga (to make) rinotaurwa mururimi rweMakua kuMozambique.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

==Mitauro yeBantu--