Runyengedzo

From Wikipedia
(Redirected from Kuchengedza)
Jump to navigation Jump to search

Runyengedzo kana hunyengeri (deception; deceit) apa kureva manyepo anoitwa sekunge chokwadi nechinangwa chokuti vanhu vatende nhema vagoita zvavangadai varamba kuita kana vaiziva chokwadi.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Ananias naSaphira vakanyengedza Mwari.