Nyaruviro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyaruviro izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veNyungwe vanoti luwiro (speed, race).
  • Vatauri veYao vanoti luwilo (a race).
  • Mururimi rweKalanga lu bilo (speed, in running; rapid pace; a race) richireva spidhi.
  • Izwi rokuti luwilo (adv. fast, speed) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva spidhi.
  • VaNyakyusa vanoti ulubilo (race) kureva mujawo.
  • VaChewa neMang'anja vanoti liwiro (speed), kureva spidhi.
  • VaTumbuka vanoti mwaluwiro (fast, quickly).
  • Mururimi rweLugwere mbiro (race, running, athletics; act of running at a fast pace) kureva mujawo wekumhanya kana kufambisa netsoka.
  • Mururimi rweYao vanoti mbirimo (haste; diligence).