Rukweguro
Mataridziko

Rukweguro kana kuchembera (old age).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kutanamara (to grow old).
- Mutana (An old person). Pakuwanda vonzi vatana
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chinokwegura chinokotama musoro wegudo chave chinokoro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili inoti mtu mzima (grown person, adult).
- VaSwahili vanoti uzee (old age) kureva rukweguro.
- VaMambwe vanoti ulanzi (longevity, long life, durability, ability of surviving many confinements, sickness, etc) kureva kurarama nguva refu.
- Kimbundu vanoti kufa ni ukota (die in old age) kufa wakwegura.
- Kimbundu vanoti: ukota (n. adulthood, majority).
- VaLenje vanoti chekula (be old, worn out - of persons and things).
- MaZulu vanoti xhegula (Grow old, attain advanced age (of men).
- Taabwa inoti kukota (to grow old). Taabwa inoti bukote (n. old age).