Kusurukirwa

Kubva Wikipedia

Kusurukirwa (to be lonely, lonesome) zvichireva kushaya mumwe waunaye wokutaura naye kana kutamba naye.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mwana anodawo kuenda kunotamba nevamwe kuti asasurukirwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti isisulu (Loneliness, solitariness; undisturbed state) kureva kusurukirwa.
  • MaZulu vanoti isisulu (Private matter) kureva nyaya yangu pachangu. Mamwe mazwi: Lokhu yisisulu sami (This is my own affair) kureva iyi inhaka yangu ndega.
  • MaZulu vanoti isisulu (Ease, leisure) kureva mutambarakede.
  • VaTonga vanoti kaungu (loneliness) kureva kusurukirwa. MaZulu vanoti isizungu (loneliness) vachireva kusurukirwa.
  • VaNyarundi vanoti gukumbura (to be lonesome for) vachireva kusurukirwa.