Kombayi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kombayi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti ku komba (to pray) kureva kunamata.
  • Vatauri veLuvale, Umbundu neOshindonga vanoti kukomba (sweep or clean) kureva kutsvaira kana kuchenesa.
  • Vatauri veHerero vanoti otyikombo (broom) kureva mutsvairo.
  • Baila vanoti ku komba (to eat left over food) kureva kudya musaridzwa wezvidyo.