Rurimi rweSango

From Wikipedia
(Redirected from VaSango)
Jump to navigation Jump to search

Sango mutuarão unotaurwa kuCentral African Republic.

Mamwe Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • VaSango vanoti baba (father) kureva baba.
  • VaSango vanoti baba kete (father's younger brother) kureva babamudiki.
  • VaSango vanoti baba kota (father's older brother) kureva babamukuru.
  • VaSango vanoti maboko (hand, arm) kureva ruwoko.
  • VaSango vanoti mafuta (oil) kureva mafuta.
  • VaSango vanoti mama (mother) kureva amai.
  • VaSango vanoti mama kete (mother's younger sister) kureva amainini.
  • VaSango vanoti mama kota (mother's older sister) kureva amaiguru.
  • VaSango vanoti mveni (owner) kureva mwene.
  • VaSango vanoti ndeke (bird) kureva shiri.
  • VaSango vanoti ndongo (hot pepper) kureva toronga.
  • VaSango vanoti nenee (important, weight). Ko hunene?
  • VaSango vanoti nengo (worth, weight).
  • VaSango vanoti nguru (pig) kureva nguruve.
  • VaSango vanoti nyama (animal, meat) kureva nyama.
  • VaSango vanoti nzara (hunger, desire) kureva nzara.


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaSango vanoti bara (camp) kureva musasa.
  • VaSango vanoti banga (north) kureva maodzanyemba.
  • VaSango vanoti bira (battle, war) kureva hondo.
  • VaSango vanoti bobo (flying termite) kureva ishwa.
  • VaSango vanoti dime (tithe) kureva chegumi.
  • VaSango vanoti duti (life, existence) kureva hupenyu.
  • VaSango vanoti huru (jump, fly away) kureva kuwuruka.
  • VaSango vanoti kota (big, important). Ko rota kana makota?
  • VaSango vanoti mara (race, category, type) kureva rudzi.
  • VaSango vanoti mbeni (some, other, again, sometimes) - zvichida vachireva vamwe, kamwe, dzimwe nguva.
  • VaSango vanoti mbo (dog) kureva imbwa.
  • VaSango vanoti mokonzi (boss) kureva tenzi.
  • VaSango vanoti ngombo (sterile, barren) kureva ngomwa.
  • VaSango vanoti ngunde (crocodile) kureva garwe. Ko zita rinonzi Zingunde?
  • VaSango vanoti Nzapa (God) kureva Mwari.
  • VaSango vanoti nze (moon, month) kureva mwedzi.
  • VaSango vanoti sara (do, make, create) kureva kuita, kugadzira kana kusika.
  • VaSango vanoti sukere (sugar) kureva shuga.
  • VaSango vanoti tonda (begin, start).
  • VaSango vanoti vara (shield) kureva kuvhika.
  • VaSango vanoti zambala (carmel) kureva nghamera.
  • VaSango vanoti zia (put, allow, leave).
  • VaSango vanoti wanganga (doctor) - zvichida vari kureva n'anga?


[1] [2]

  1. https://sango.webonary.org/browse/browse-vernacular-english/?letter=w&key=sg
  2. http://joelandjes.com/sangolex/lexicon/main.htm