Kusuka
Mataridziko
Kusuka (to wash, wash out) zvichireva kugeza mudziyo wakadai sepoto, ndiro, mugoti zvichingodaro.
- Kusukurudza (to rinse, to wash out).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Masukurudzwa (Water in which something e.g. beer-pot has been rinsed).
- Masukurudzwa (Food e.g. rice or tsenza washed in preparation for cooking).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yao inoti kusuka (to wash) kureva kusuka. Mbugwe inoti suka (v. to churn) kureva kusuka.
- Sangho neUmbundu vanoti sukula (v. wash, clean). Umbundu inoti ocisuku (n. circle) kureva denderedzwa.
- VaBemba inoti suka mukaka (v. to churn milk) kureva kusuka mukaka?
- VaGwere vanoti kusuka (pour, flow into) vachireva kudira.
- VaGwere vanoti kusuka (irrigate, pelt down, water a plant.) kureva kudiridza.