Mufarinya
Jump to navigation
Jump to search
Mufarinya (cassava) chirimwa chinodyiwa mudzi wacho. Mudzi uyu unofashaidzwa wodyiwa kana unowomeswa wokuuyiwa kuita hupfu.
Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]
- VaYao vanoti chinangwa (cassava). VaMakua vanoti manangwa (cassava) kureva mufarinya. VaYao vanoti utandi (cassava flour).
- VaWabo vanoti falriinya (n. cassava) vachireva mufarinya. VaKongo vanoti bale (field of cassava) vachireva munda wemufarinya.
- VaMaconde vanoti makaka (dried pieces of cassava), mufarinya wakawomeswa. Maconde vanoti shinduli (n. cassava leaf) mashizha emufarinya.
- Luvale vanoti mukamba kana mikamba (cassava). Zarma inoti gari kureva hupfu hwemufarinya.