Kuita
Mataridziko
- Kuita (to do, an action).
- Kuita kushevedza (to say, call, summon or respond).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTaabwa vanoti kuita (to call, to summon) kureva kushevedza.
- VaTaabwa vanoti kuita lwimbo (to respond to a song.) kureva kudaira chimbo.
- VaTaabwa vanoti kuitila (to call for someone) kureva kudaidzira mumwe munhu.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
