N'anga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

N'anga (witchdoctor) munhu anoshandisa mashave achiti anobata masasa anosanganisira zvekurapa, kudzinga mweya yetsvina, kubvisa munyama, zvichingodaro.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Muromo wen'anga ibaradzi.
  • Kufarira n'anga neinobata mai.
  • N'anga muroyi.