Kuviga

Kubva Wikipedia

Kuviga (to hide away) zvinoreva kutsveta chinhu panzvimbo yaunoda kuti chisaonekwe. Anoviga anoda kuti chinhu chichengeteke, chisabiwa kana kushandiswa nezira isina kufanira. Ane mari rumba anoviga kuti isabiwe. Ane mushonga unokuvadza anoviga kuti usabatwe nepwere.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]