Rudhende rwe Afurika Yepakati

From Wikipedia
(Redirected from Central African Republic)
Ködörösêse tî BêafrîkaRépublique centrafricaineCentral African Republic
Flag of the Central African Republic.svg Coat of arms of the Central African Republic-NEW.png
National motto: Unité, Dignité, Travail
Central African Republic (orthographic projection).svg

Rudhende rwe Afurika Yepakati (RRAY kureva Central African Republic; Chisango: Ködörösêse tî Bêafrîka; Fur: République centrafricaine, kana Centrafrique) inyika yakakomberedzwa irikuAfurika ye Pakati. Yakaganhurana ne Chadhi kumaodzanyemba, Sudhani kumaodzanyembaemabvazuva, Sudhani Chamhembe kuchamhembechemabvazuva, Kinshasakongo kuchamhembe, Bhurazakongo kuchamhembechemadokero uye Kameruni kumadokero.


Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze