Sidamo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuSidaama)

Sidamo kana Sidaama mutauro weKush unowanikwa kuEthiopia.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sidamo inoti kula (to tell) kureva kuudza. Fananidzai nokuti kukurukura? Mamwe mazwi: kuula (blackish blue).
  • Sidamo inoti hando (n. ox) kureva nzombe. Shona inoti hando kureva bhuru.
  • Sidamo inoti danda (to be able to do) kugona kuita. Fananidzai nokuti kutanda mano kana kutanda botso?
  • Sidamo inoti sette (n. eight) kureva sere. Mamwe mazwi: hutt'a (fence) - fananidzai nokuti guta.
  • Sidamo inoti manna (n. people) kureva vanhu. Fananidzai nokuti mana? Mamwe mazwi: manna-imma (n. personality).

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sidamo inoti golo (n. fenced area inside a house for livestock) - zvichida kureva gora.
  • Sidamo inoti halaale (n. truth) kureva chokwadi. Mamwe mazwi: lee (six) kureva tanhatu.
  • Sidamo inoti saa (n. cow) kureva mombe. Mamwe mazwi: sa-a (to pass) kureva kudarika.
  • Sidamo inoti bokko (n. stick) kureva chimuti. Fananidzai nokuti ruwoko?
  • Sidamo inoti meeda (to shave) kureva kugusa. Mamwe mazwi: rukkasso (narrow). Wido (direction, the other side).
  • Sidamo inoti jawa (great, old) kureva guru. Mamwe mazwi: jaawa (to become thin). Duumba (behindness).
  • Sidamo inoti gala (to stay overnight) kurara panzvimbo semuenzi. Mamwe mazwi: gaala (n. camel) kureva nghamera.
  • Sidamo inoti anga (hand, arm) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: tunso (n. darkness) kureva rima.
  • Sidamo inoti alba (n. face) kureva chiso. Mamwe mazwi: teelsa (to cover) kureva kufukidza.
  • Sidamo inoti belda (n. rich) kureva kupfuma. Mamwe mazwi: k'alda (‘storage mainly for grains built outside a house)
  • Sidamo inoti su'ma (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: gobba (n. country) kureva nyika.
  • Sidamo inoti betto (n. child) kureva mwana. Mamwe mazwi: dikko (n. market) kureva musika
  • Sidamo inoti t'agga (n. medicine) kureva mushonga. Mamwe mazwi: uulla (n. earth, land) kureva ivhu.
  • Sidamo inoti gowwa (n. foolish) kureva hupenzi. Mamwe mazwi: gowa (to sew) kureva kusona.
  • Sidamo inoti guma kana gumma pakuwanda (fruit) kureva muchero. Mamwe mazwi: umo kana umma pakuwanda kureva musoro.
  • Sidamo inoti saante (coin) kureva mari yesimbi. Mamwe mazwi: siiwo (rope) kureva tambo.
  • Sidamo inoti daamma (mill) kureva chigayo. Mamwe mazwi: olla (n. village people) kureva vanhu vemusha.
  • Sidamo inoti waa (water; river) kureva mvura. Mamwe mazwi: barra (n. day) kureva musi.
  • Sidamo inoti dana (colour, beauty) kureva runako. Mamwe mazwi: sabba (mud) kureva matope.
  • Sidamo inoti ama (mother) kureva amai. Mamwe mazwi: anna kureva baba. T’awo (n. field) kureva munda.
  • Sidamo inoti rodo (n. sibling). Mamwe mazwi: rod-imma (n. brotherhood). Jiro (n. wealth, property).
  • Sidamo inoti siwiila (iron) kureva simbi. Mamwe mazwi: siwiil-co (n. a piece of iron). Sasu (n. three) kureva tatu.
  • Sidamo inoti iima (aboveness) kureva kumusoro. Mamwe mazwi: aana (top) Goowa (n. neck) kureva mutsipa.
  • Sidamo inoti ale (upperness) kureva kudenga. Mamwe mazwi: woro (lowerness, belowness, bottom).
  • Sidamo inoti alba (front, beforeness) kureva mberi. Mamwe mazwi: bade (back) mushure.
  • Sidamo inoti mule (nearness) kureva pedyo. Mamwe mazwi: hundaa (near-and-under-ness).
  • Sidamo inoti giddo (inside) kureva mukati. Mamwe mazwi: gobba (outside) kureva panze.
  • Sidamo inoti gura (left) kureva ruboshwe. Mamwe mazwi: mereero (betweenness, middle, center).
  • Sidamo inoti seeda (high, tall) kureva chakakwirira. Mamwe mazwi: seedille (height, length) kureva hurefu.
  • Sidamo inoti no (exist) kureva kuvapo. Mamwe mazwi: no=wa (place was or existed).
  • Sidamo inoti gamba y- (to gather) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: gamba ass- (to put things together).
  • Sidamo inoti kawaa, kawa-nni (here) kureva pano. Mamwe mazwi: siima (small). Yanna (time).
  • Sidamo inoti mitto, mitte (one) kureva chimwe. Mamwe mazwi: lowo (much). Low-imma (size, greatness).
  • Sidamo inoti jaala (n. friend) kureva shamwari. Mamwe mazwi: jaala-imma (friendship) hureva hushamwari.
  • Sidamo inoti magano (God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: magan-imma (n. Divinity) kureva Humwari.
  • Sidamo inoti duka (n. power) kureva simba. Mamwe mazwi: kolisso (adj. black) kureva hutema.
  • Sidamo inoti waajjjo (adj. white, pale) kureva huchena. Mamwe mazwi: duumo kana dumme (red) kureva tsvuku.
  • Sidamo inoti haanja (adj. green) kureva grini. Mamwe mazwi: bulla (adj. gray, brown).
  • Sidamo inoti gaar-ra (n. hill) kureva gomo. Mamwe mazwi: darar-r, daraaro (n. flower) kureva ruva.
  • Sidamo inoti sota (light, easy) kureva kureruka. Mamwe mazwi: buna (n. coffee).
  • Sidamo inoti moola (dry) kureva kuwoma. Mamwe mazwi: doogo (road) kureva nzira.

[1]

  1. https://www.acsu.buffalo.edu/~dryer/KawachiSidaama.pdf