Nzombe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nzombe, gwaimani kana kuti dhonza imombe hono yakapingudzwa kuti ikwanise kushanda basa rekurima. Nzombe dzinoshandiswa pakurima negejo, kudhonza ngoro, nekupura zviyo.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Nzombe huru yakabva mukurerwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]