Hurukuro
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKukurukura)
Hurukuro (discussion) zvinoreva kutaurirana pakati pevanhu vangava vaviri kana vanodarika. Kazhinji vanhu vari kuita hurukuro vanenge vachitaurirana mune zvakanaka pasina kupopotedzana. Hurukuro ingava yokutaurawo zvako pasina chinoda kugadziriswa asi inokwanisa kuvawo yokuita kuti zvinhu zvigadziriswe pakati pevanhu.Kana kudzirisana (play)