Kureruka
Mataridziko
Kureruka (adv. be easy; be light).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kurerutsa (v. to make light; to make easy).
- Kurerukira (v. to be light for; to be easy for).
- Kurerukirwa (v. to be light for; to be easy for).
- Kurerutsira (v. to make light for; to make easy for; to make lenient for).
- Kurerutsirwa (v. to make light for; to make easy for; to make lenient for).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Umbundu inoti leluka (adv. to be light, not heavy; to be easy) kureva kureruka.
- Nyanja inoti kuleruka (adv. to be light, not heavy) kureva kureruka.
- Nyanja inoti kupepeyuka (v. to flutter and fall as a leaf, feather or anything light) kureva kupeperuka.
- Maconde inoti -peyapeya (adj. be light weight) kureva kureruka.