Simba

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo Fundoyetsimba, simba (Energy) zvinoreva kupimwa kwehuwandu hwebasa rinotarisirwa kuitwa negumbapamwe (system). Kune marudzi esimba akawanda ose anopimwa nechiyero chinonzi Joule - kunova kuyerwa kwesimba rinenge rashanda kana Fosi ye 1 newton yafamba nhambwe ye 1m ichisunda chinhu. Tsanangudzo yokuti chinonzi gumbapamwe chii iri kutevera mberi.