Pages for logged out editors learn more
Kuoma kana kuwoma (to be dry; to wither) zvinoreva kushaya mvura kana kupera mvura kwechinhu kana nzvimbo inotarisirwa kunge chiine mvura kana hunyoro.