Ethiopia

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
የኢትዮጵያ ፈደራላዊ ዲሞክራሲያዊ ሪፐብሊክ
Flag of Ethiopia.svg Coat of arms of Ethiopia.svg
National motto: Ethiopia Tikdem
Ethiopia (Africa orthographic projection).svg
Ethiopia

Itopiya (ku Chingezi: Ethiopia; muChiamhariki: ኢትዮጵያ Ityopp'ya) inyika yakakomberedzwa nedzimwe inowanikwa muDunhu reNyanga yeAfurika. Itopiya yakaganhurana nenyika dzinoti: Eritiriya iri kumaodzanyemba nemaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva; Djibhuti ne Somariya kumabvazuva; Sudhani neChamhembe che Sudhani kumadokero neKenya kuchamhembe. Kuchienzaniswa nyika dzakakomberedzwa nedzimwe, Itopiya ine vagari mamiriioni 93 ndiyo iri pakutanga pahuwandu hwevagari Pasirose, uye ndiyo yechipiri muAfurika pahuwandu hwehugari hwevanhu. Nharaunda yeItopiya yakakura maskweya ekiromita 1,100,000; gutaguru remo rinonzi Addis Ababa.