Niger

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
République du Niger
Jamhuriyar Nijar
Flag of Niger.svg Coat of arms of Niger.svg
National motto: Fraternité – Travail – Progrès
Niger (orthographic projection).svg

Niger nyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfrica inotodza zita kubva paRwizi Niger. Nyika dzakakomberedza Niger dzinoti: Nigeria neBenin kuchamhembe; Burkina Faso neMali kumadokero; Algeria neLibya kumaodzanyemba neChad kumabvazuva. Niger ine nharaunda yakakura mamiriyoni 1.27 eskweya rekiromita, asi zvikamu makumi manomwe pazana (80%) yenharaunda yayo iri muGwenga reSahara. Nyika iyi ine hugari hwevanhu 17,129,076 ruzhinji rwavo vari maMuslim vakawandira kuchamhembe nekumadokero kwenyika iyi. Gutaguru reNiger rinonzi Niamey rinowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika iyi.