Vasalama

Kubva Wikipedia
Vasalama vachinamata mu Kairo, Khemeti muna 1865

Vasalama (kureva Muslims; Chiarabhu: المسلمون, al-Muslimūn, kureva. "Submitters [to God]") paushoma tinoti Musalama, kana Muisalama vanhu vatenda zvidzidziso zve Uyisalama, chinamato che Uabarahama chinotenda Mwari mumwechete. Vanotenda Kurani serugwaro rwakakosha muChiisalama uye vanotenda kuti ishoko raMwari wa Abarahama (kana Allah) sezvarakaudzwa kuna Muhammad, svikiro ikurusa muUyisalama.

Tingavati zve Valasamani uye Musalamani kana ari munhu mumwechete.

Iro zita rokuti Vasalama rinorea kuti "Verugare".

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]