Bhurukina Faso

From Wikipedia
Burkina Faso
Flag of Burkina Faso.svg Coat of arms of Burkina Faso.svg
National motto: Unité, Progrès, Justice
LocationBurkinaFaso.svg

Bhurukina Faso (kureva Burkina Faso) kana Bhekina Faso inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kwe Afurika ine nharaunda iri murumana rweskweya yekiromita 274,200. Burkina Faso yakakomberedzwa nenyika nhanhatu dzinoti: Maari kumaodzanyemba; Naija kumabvazuva; Bhenini kukumabvazuva kwechamhembe; Togo ne Ghana kuchamhembe; uye Kote Dhi-Vhwa kumadokero kwechamhembe. Gutaguru reBhurukina Faso rinonzi Ouagadougou. Mugore ra 2010, nyika iyi yakanga ine hugari hwevanhu huri pasi pemamirioni 15.75.

Mitauro ye Afurika[chinja | edit source]

  • Bambara vanoti faso (n. fatherland, homeland, motherland).

Mashoko[chinja | edit source]

kunara - zvinoreva ku-estabhulisha.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze