Kabho Vherite

Kubva Wikipedia
República de Cabo VerdeCape Verde
Flag of Cape Verde.svg Coat of arms of Cape Verde.svg
National motto: Unidade, Trabalho, Progresso
Cape Verde (orthographic projection).svg

Kabho Vherite (kureva Cabo Verde; Cape Verde; Chikabhovheti; Repúblika di Kabu Verdi; Put: República de Cabo Verde) kana Kepu-Vhedhi pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Kabho Vherite, inyika uye gururundu ne chitsuwa chiri pakati pe Gungwa re Atlandiki, rinosanganisa zvikwatamabwe zvikumi zvezvitsuwa nerusanganiso rwe ruwa rwechisi runotora chifungidzirwa che 4,033 skweya makiromita (1,557 sk mi). Zvituswa izvi zvakagadzikwa pakati pe makiromita mazanamatanhatu (600) ne mazanamasere ne makumimashanu (850) mazanamatatu ne makumimairi (320) ne mazanamana ne makumimatanhatu (460) ye mitanho minawuti kumadokero rwe Kapu-vheti (kureva Cap-Vert), kumadokeri-dokeri e ruziwumbe rwe Afurika. Zvitsuwa zve Kabho Vherite zvinoumba zvikamu zve nhunduchisi dze Makoronesi we (kureva Macaronesia ecoregion), pamwe ne Adzoresi, Zvitsuwa zve Kanari, Madheira uye Zvitsuwa zve Savheji .

Vanhu vekuKabho Vherite vanonzi Vakabhovheriti uye munhu mumwechete anonzi Mukabhovheriti/Mkabhovheriti.




Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze