Siera-Leyoni

From Wikipedia
Rudhende rwe Siera-Leyoni
Flag of Sierra Leone.svg Coat of arms of Sierra Leone.svg
National motto: Unity Freedom Justice
LocationSierraLeone.svg

Siera-Leyoni (kureva Sierra Leone) kana Sieraleyoni inyika iri muAfurika, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Siera-Leyoni. Mutauro anowanzo taurwako iChingezi, uye huzhinji hukuru hwe vanhu hwunoereketa mutauro unonzi Chikrio.

Gutaguru reSiera-Leyoni rinonzi Furiitauni (Freetown).

Vanhu vekuSiera-Leyoni vanonzi Vasieraleyoni, asi munhu mumwechete anonzi Musieraleyoni/Msieraleyoni.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze