Sudhani Chamhembe

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Sudhani Chamhembe
Mitauro ye chihofisi
Chidhinka: Paankɔc Cuëny Thudän
National motto: Justice, Liberty, Prosperity

Sudhani Chamhembe (kureva South Sudan) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Sudhani Chamhembe inyika iri muAfurika. Nyika iyi yakaganhurana nenyika dzinoti: Sudhani kumaodzanyemba Itopiya kumabvazuva, Rudhende rwe Afurika Yepakati kumavirira; Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo kumaviriraechamhembe uye Vuganda ne Kenya kuchamhembe.

Sudhani Chamhembe yakawana kuzvitonga mugore ra 2011.


Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze